Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ar-Rum — Ayah 29

30:29
بَلِ ٱتَّبَعَ ٱلَّذِينَ ظَلَمُوٓاْ أَهۡوَآءَهُم بِغَيۡرِ عِلۡمٖۖ فَمَن يَهۡدِي مَنۡ أَضَلَّ ٱللَّهُۖ وَمَا لَهُم مِّن نَّٰصِرِينَ ٢٩
Asi avo vanoita mabasa akaipa vanotevedzera zvido zvavo vasina ruzivo. Ko! Pane here anozokwanisa kutungamirira uyo Allah vanenge vaburitsa mugwara rakanaka? Uye vachange vasina kana vabatsiri.

Changelog