Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ar-Rum — Ayah 33

30:33
وَإِذَا مَسَّ ٱلنَّاسَ ضُرّٞ دَعَوۡاْ رَبَّهُم مُّنِيبِينَ إِلَيۡهِ ثُمَّ إِذَآ أَذَاقَهُم مِّنۡهُ رَحۡمَةً إِذَا فَرِيقٞ مِّنۡهُم بِرَبِّهِمۡ يُشۡرِكُونَ ٣٣
Uye kana vanhu vakawirwa nedambudziko, zvirokwazvo vanochemera kuna Tenzi vavo (Allah) vachikumbira ruregerero kubva kwavari. Asi kana Allah vakavaratidza nekuvaravidzisa nyasha dzavo, aiwa, chimwe chikwata chavo chinotobva chasanganisa Tenzi vavo nezvimwe zvinamatwa.

Changelog