Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ar-Rum — Ayah 39

30:39
وَمَآ ءَاتَيۡتُم مِّن رِّبٗا لِّيَرۡبُوَاْ فِيٓ أَمۡوَٰلِ ٱلنَّاسِ فَلَا يَرۡبُواْ عِندَ ٱللَّهِۖ وَمَآ ءَاتَيۡتُم مِّن زَكَوٰةٖ تُرِيدُونَ وَجۡهَ ٱللَّهِ فَأُوْلَٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡمُضۡعِفُونَ ٣٩
Uye kune izvo zvamunopa sezvipo kune vamwe nechinangwa chekuti zviwedzerwe kubva pazvinhu zvevamwe vanhu, chokwadi kuna Allah hazviwedzerwi huwandu. Asi kune izvo zvamunopa seZakaah (zvipo kuvarombo) muchitsvaga nyasha dzaAllah, aiwa, vanodaro vachawana kupamhidzirwa kwakakura.

Changelog