Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ar-Rum — Ayah 43

30:43
فَأَقِمۡ وَجۡهَكَ لِلدِّينِ ٱلۡقَيِّمِ مِن قَبۡلِ أَن يَأۡتِيَ يَوۡمٞ لَّا مَرَدَّ لَهُۥ مِنَ ٱللَّهِۖ يَوۡمَئِذٖ يَصَّدَّعُونَ ٤٣
Saka taridza (iwe Muhammad (SAW)) chiso chako kunzira yakatwasuka uye nechitendero chechokwadi (Islaam), kusati kwauya zuva iro risina kana angarimisa kubva kuna Allah. Zuva racho vanhu vachapatsanurwa (mapoka maviri, rimwe boka kuParadhiso uye rimwe kuGehena).

Changelog