Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Luqman — Ayah 10

31:10
خَلَقَ ٱلسَّمَٰوَٰتِ بِغَيۡرِ عَمَدٖ تَرَوۡنَهَاۖ وَأَلۡقَىٰ فِي ٱلۡأَرۡضِ رَوَٰسِيَ أَن تَمِيدَ بِكُمۡ وَبَثَّ فِيهَا مِن كُلِّ دَآبَّةٖۚ وَأَنزَلۡنَا مِنَ ٱلسَّمَآءِ مَآءٗ فَأَنۢبَتۡنَا فِيهَا مِن كُلِّ زَوۡجٖ كَرِيمٍ ١٠
Vakave vanosika matenga pasina kana mitsigo yamunoona, uye vakave vanodzikinura makomo kuitira kuti pasi rino risandengendeke nemi. Uye vakave vanoparadzira mariri mhuka dzakasiya siyana dzinofamba. Uye tikave tinotumira mvura (yekunaya) kubva mumatenga, uye tikaita kuti (zvirimwa) zvakasiyana-siyana zvikure mariri.

Changelog