Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Luqman — Ayah 12

31:12
وَلَقَدۡ ءَاتَيۡنَا لُقۡمَٰنَ ٱلۡحِكۡمَةَ أَنِ ٱشۡكُرۡ لِلَّهِۚ وَمَن يَشۡكُرۡ فَإِنَّمَا يَشۡكُرُ لِنَفۡسِهِۦۖ وَمَن كَفَرَ فَإِنَّ ٱللَّهَ غَنِيٌّ حَمِيدٞ ١٢
Uye takave tinopa Luqmaan uchenjeri (nenzwisiso yechitendero) tichiti: “Ipa kutenda kuna Allah.” Uye uyo anopa kutenda kuna Allah, anopa kutenda (kunomubatsira) pachezvake. Uye uyo asingatendi kuna Allah, aiwa, zvirokwazvo Allah vakapfuma, vanerukudzo rwose.

Changelog