Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Luqman — Ayah 14

31:14
وَوَصَّيۡنَا ٱلۡإِنسَٰنَ بِوَٰلِدَيۡهِ حَمَلَتۡهُ أُمُّهُۥ وَهۡنًا عَلَىٰ وَهۡنٖ وَفِصَٰلُهُۥ فِي عَامَيۡنِ أَنِ ٱشۡكُرۡ لِي وَلِوَٰلِدَيۡكَ إِلَيَّ ٱلۡمَصِيرُ ١٤
Uye takave tinokomekedza kumunhu kuti (ave nerukudzo) kuvabereki vake. Amai vake vakave nekumutakura muurwere nemumatambudziko pamusoro peurwere nematambudziko, uye kumuyamwisa (nekubvisa pazamu) kwemakore maviri. Nokudaro ipai kutenda kwandiri nekuvabereki venyu. Kwandiri ndiko chete kune magumo.

Changelog