Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Luqman — Ayah 20

31:20
أَلَمۡ تَرَوۡاْ أَنَّ ٱللَّهَ سَخَّرَ لَكُم مَّا فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَمَا فِي ٱلۡأَرۡضِ وَأَسۡبَغَ عَلَيۡكُمۡ نِعَمَهُۥ ظَٰهِرَةٗ وَبَاطِنَةٗۗ وَمِنَ ٱلنَّاسِ مَن يُجَٰدِلُ فِي ٱللَّهِ بِغَيۡرِ عِلۡمٖ وَلَا هُدٗى وَلَا كِتَٰبٖ مُّنِيرٖ ٢٠
Hamuone here kuti Allah vakaita kuti zviri mumatenga nepanyika zvive pasi penyu, uye vakazadzisa uye vakakupai ropafadzo dzavo (dzose) dzinoonekwa (Islaam, Upfumi, Utano nezwimwe zvakadaro) nedzisingaonekwi (Kutenda kuna Allah, Ungwaru, Ruzivo nezvimwe zvakadaro) (kuti mudzishandise)? Asi kubva muvanhu mune avo vanopokana pamusoro paAllah vasina ruzivo, kana nhungamiro, kana gwaro zvaro rinopa chaedza!

Changelog