Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Luqman — Ayah 6

31:6
وَمِنَ ٱلنَّاسِ مَن يَشۡتَرِي لَهۡوَ ٱلۡحَدِيثِ لِيُضِلَّ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِ بِغَيۡرِ عِلۡمٖ وَيَتَّخِذَهَا هُزُوًاۚ أُوْلَٰٓئِكَ لَهُمۡ عَذَابٞ مُّهِينٞ ٦
Uye kubva muvanhu pane uyo anozvitsvagira mitauro isina kana nematuro (Kuimba, nziyo, nezvimwe zvakadaro) kuti atsaudzire vanhu kubva munzira yaAllah asina kana neruzivo, uye anotsvinyira (nzira yaAllah kana ndima dzemuQur’aan). Avo kwavari kuchave nemutongo unonyadzisa (mugomba remoto).

Changelog