Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah As-Sajdah — Ayah 16

32:16
تَتَجَافَىٰ جُنُوبُهُمۡ عَنِ ٱلۡمَضَاجِعِ يَدۡعُونَ رَبَّهُمۡ خَوۡفٗا وَطَمَعٗا وَمِمَّا رَزَقۡنَٰهُمۡ يُنفِقُونَ ١٦
Mativi avo anorasa (anosiya) mibhedha yavo, vokumbira kuna Tenzi vavo vachitya uye nekutarisira, uye vanopa (zvipo munzira yaAllah) kubva pane zvatakavapa.

Changelog