Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah As-Sajdah — Ayah 19

32:19
أَمَّا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ فَلَهُمۡ جَنَّٰتُ ٱلۡمَأۡوَىٰ نُزُلَۢا بِمَا كَانُواْ يَعۡمَلُونَ ١٩
Kune avo vanotenda (muhumwechete hwaAllah) uye voita mabasa akanaka, vachawana mapindu eParadhiso ekugara vachifara (vachibatwa zvakanaka) nekuda kwezvavaiita.

Changelog