Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 13

33:13
وَإِذۡ قَالَت طَّآئِفَةٞ مِّنۡهُمۡ يَٰٓأَهۡلَ يَثۡرِبَ لَا مُقَامَ لَكُمۡ فَٱرۡجِعُواْۚ وَيَسۡتَـٔۡذِنُ فَرِيقٞ مِّنۡهُمُ ٱلنَّبِيَّ يَقُولُونَ إِنَّ بُيُوتَنَا عَوۡرَةٞ وَمَا هِيَ بِعَوۡرَةٍۖ إِن يُرِيدُونَ إِلَّا فِرَارٗا ١٣
Uye chimwe chikwata chavo pachakati: “Imi vanhu vekuYathrib (Madinah)! Hapana zvamungavaite (vavengi)! Naizvozvo dzokerai!” Uye chikwata pakati pavo chakave chinokumbira mvumo (yekudzokera) kuna muporofita (SAW) vachiti: “Zvirokwazvo, misha yedu yakatovhurika (kuvavengi).” Asi iyo isina kutombovhurika. Asi vaisada kusara kwematiziro.

Changelog