Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 22

33:22
وَلَمَّا رَءَا ٱلۡمُؤۡمِنُونَ ٱلۡأَحۡزَابَ قَالُواْ هَٰذَا مَا وَعَدَنَا ٱللَّهُ وَرَسُولُهُۥ وَصَدَقَ ٱللَّهُ وَرَسُولُهُۥۚ وَمَا زَادَهُمۡ إِلَّآ إِيمَٰنٗا وَتَسۡلِيمٗا ٢٢
Uye apo vatendi vakaona maAhzaab (Zvikwata), vakati: “Izvi ndizvo zvatakavimbiswa naAllah pamwe nemutumwa wavo (Muhammad (SAW)). Uye Allah nemutumwa wavo vakataura chokwadi.” Uye hazvina kuvawedzera kusara kwekutenda nekuzvipira kwavo (kuna Allah).

Changelog