Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 33

33:33
وَقَرۡنَ فِي بُيُوتِكُنَّ وَلَا تَبَرَّجۡنَ تَبَرُّجَ ٱلۡجَٰهِلِيَّةِ ٱلۡأُولَىٰۖ وَأَقِمۡنَ ٱلصَّلَوٰةَ وَءَاتِينَ ٱلزَّكَوٰةَ وَأَطِعۡنَ ٱللَّهَ وَرَسُولَهُۥٓۚ إِنَّمَا يُرِيدُ ٱللَّهُ لِيُذۡهِبَ عَنكُمُ ٱلرِّجۡسَ أَهۡلَ ٱلۡبَيۡتِ وَيُطَهِّرَكُمۡ تَطۡهِيرٗا ٣٣
Uye garai mudzimba dzenyu, uye musave munozvitaridza sezvaiitwa neavo venguva yevasingazivi, uye itai Swalaah, uye ipai zvipo (Zakaah), uye teererai Allah nemutumwa wavo (SAW). Zvirokwazvo, Allah vanoda kubvisa mabasa akaipa nezvitadzo kubva mamuri, imi vanhu vemhuri (yamutumwa (SAW)), uye kukuchenurai zvakazara.

Changelog