Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 35

33:35
إِنَّ ٱلۡمُسۡلِمِينَ وَٱلۡمُسۡلِمَٰتِ وَٱلۡمُؤۡمِنِينَ وَٱلۡمُؤۡمِنَٰتِ وَٱلۡقَٰنِتِينَ وَٱلۡقَٰنِتَٰتِ وَٱلصَّٰدِقِينَ وَٱلصَّٰدِقَٰتِ وَٱلصَّٰبِرِينَ وَٱلصَّٰبِرَٰتِ وَٱلۡخَٰشِعِينَ وَٱلۡخَٰشِعَٰتِ وَٱلۡمُتَصَدِّقِينَ وَٱلۡمُتَصَدِّقَٰتِ وَٱلصَّٰٓئِمِينَ وَٱلصَّٰٓئِمَٰتِ وَٱلۡحَٰفِظِينَ فُرُوجَهُمۡ وَٱلۡحَٰفِظَٰتِ وَٱلذَّٰكِرِينَ ٱللَّهَ كَثِيرٗا وَٱلذَّٰكِرَٰتِ أَعَدَّ ٱللَّهُ لَهُم مَّغۡفِرَةٗ وَأَجۡرًا عَظِيمٗا ٣٥
Zvirokwazvo, varume nemadzimai echiMuslim (vanozvipira kuna Allah), varume nemadzimai vanotenda muIslaam, varume nemadzimai vanoteerera (Allah), varume nemadzimai vari pachokwadi, varume nemadzimai vanotsungirira, varume nemadzimai vanozvidzikisira (pamberi paTenzi vavo Allah), varume nemadzimai vanopa zvipo, varume nemadzimai vanotsanya (muRamadhaan nedzimwe nguva apo kutsanya kunenge kusingamanikidzirwi), varume nemadzimai vanochengetedza nhengo dzavo dzakavandika (kubva kuhupombwe), uye varume nemadzimai vanorangarira Allah zvakanyanya (kuburikidza nemuhana dzavo nezvavanotaura), Allah vavagadzirira ruregerero uye mubairo mukuru (Paradhiso).

Changelog