Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 43

33:43
هُوَ ٱلَّذِي يُصَلِّي عَلَيۡكُمۡ وَمَلَٰٓئِكَتُهُۥ لِيُخۡرِجَكُم مِّنَ ٱلظُّلُمَٰتِ إِلَى ٱلنُّورِۚ وَكَانَ بِٱلۡمُؤۡمِنِينَ رَحِيمٗا ٤٣
Ndivo vanotumira Swalaah (makomborero avo) kwamuri, uye ngirozi dzavo zvekare (dzinokukumbirirai makomborero neruregerero) kuti vakuburitsei kubva murima (kusatenda) kupinda muchaedza (Islaam). Uye ndivo chete vanetsitsi nevatendi.

Changelog