Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 46

33:46
وَدَاعِيًا إِلَى ٱللَّهِ بِإِذۡنِهِۦ وَسِرَاجٗا مُّنِيرٗا ٤٦
Uye seuyo anodaidzira kuna Allah (kuti hakuna kana ani anofanirwa kunamatwa kunze kwaAllah vega) nekuda kwavo, uye semwenje unoparadzira chiedza (kuburikidza nemirairo kubva muQur’aan neSunnah).

Changelog