Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 51

33:51
۞ تُرۡجِي مَن تَشَآءُ مِنۡهُنَّ وَتُـٔۡوِيٓ إِلَيۡكَ مَن تَشَآءُۖ وَمَنِ ٱبۡتَغَيۡتَ مِمَّنۡ عَزَلۡتَ فَلَا جُنَاحَ عَلَيۡكَۚ ذَٰلِكَ أَدۡنَىٰٓ أَن تَقَرَّ أَعۡيُنُهُنَّ وَلَا يَحۡزَنَّ وَيَرۡضَيۡنَ بِمَآ ءَاتَيۡتَهُنَّ كُلُّهُنَّۚ وَٱللَّهُ يَعۡلَمُ مَا فِي قُلُوبِكُمۡۚ وَكَانَ ٱللَّهُ عَلِيمًا حَلِيمٗا ٥١
Iwe (Muhammad (SAW)) unokwanisa kumisa chijana cheuyo waunoda pamadzimai ako, uye unokwanisa kutambira uyo waunoda. Kune uyo upi waunenge wambotsveta parutivi, hapana kana chitadzo kwauri (kumutambira zvekare). Zviri nani kuti vachengetedzwe vasashungurudzwa, uye vose vofadzwa neizvo zvaunenge wavapa. Allah vanoziva zviri muhana dzenyu. Uye Allah vanoziva zvinhu zvose, uye vane moyo murefu zvikuru.

Changelog