Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 56

33:56
إِنَّ ٱللَّهَ وَمَلَٰٓئِكَتَهُۥ يُصَلُّونَ عَلَى ٱلنَّبِيِّۚ يَٰٓأَيُّهَا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ صَلُّواْ عَلَيۡهِ وَسَلِّمُواْ تَسۡلِيمًا ٥٦
Zvirokwazvo, Allah vanotumira makomborero avo kuna muporofita (Muhammad (SAW)), uye nengirozi dzavo (zvinokumbira kuti Allah vavakomborere nekuvaregerera). Imi vatendi! Tumiraiwo minamato kwaari (kukumbira kuna Allah kuti vamukomborere nekumuregerera Muhammad (SAW)), uye momukwazisa nenzira yekukwazisa nayo muIslaam (As-Salaamu Alaykum).

Changelog