Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 71

33:71
يُصۡلِحۡ لَكُمۡ أَعۡمَٰلَكُمۡ وَيَغۡفِرۡ لَكُمۡ ذُنُوبَكُمۡۗ وَمَن يُطِعِ ٱللَّهَ وَرَسُولَهُۥ فَقَدۡ فَازَ فَوۡزًا عَظِيمًا ٧١
Vachaita kuti mabasa enyu ave akanaka uye vokuregererai zvitadzo zvenyu. Uye uyo ari upi zvake anoteerera Allah nemutumwa wavo (SAW), zvirokwazvo, anenge abudirira kubudirira kukuru (achanunurwa kubva kumoto uye opinzwa muParadhiso).

Changelog