Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Saba — Ayah 12

34:12
وَلِسُلَيۡمَٰنَ ٱلرِّيحَ غُدُوُّهَا شَهۡرٞ وَرَوَاحُهَا شَهۡرٞۖ وَأَسَلۡنَا لَهُۥ عَيۡنَ ٱلۡقِطۡرِۖ وَمِنَ ٱلۡجِنِّ مَن يَعۡمَلُ بَيۡنَ يَدَيۡهِ بِإِذۡنِ رَبِّهِۦۖ وَمَن يَزِغۡ مِنۡهُمۡ عَنۡ أَمۡرِنَا نُذِقۡهُ مِنۡ عَذَابِ ٱلسَّعِيرِ ١٢
Uye Sulaimaan (Soromoni) takamupa mhepo, hungwanani hwayo hwaiva mwedzi (werwendo), uye usikati hwayo hwaiva mwedzi (werwendo). Uye takaita kuti dare (tsime) rendarira rimuerere, uye paiva nemaJinn aishanda pamberi pake nekuda kwaTenzi vake. Uye uyo kubva kwavari akatendeuka kubva kurairo yedu, tichaita kuti ave anoravira kuvirima kwemoto.

Changelog