Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Saba — Ayah 19

34:19
فَقَالُواْ رَبَّنَا بَٰعِدۡ بَيۡنَ أَسۡفَارِنَا وَظَلَمُوٓاْ أَنفُسَهُمۡ فَجَعَلۡنَٰهُمۡ أَحَادِيثَ وَمَزَّقۡنَٰهُمۡ كُلَّ مُمَزَّقٍۚ إِنَّ فِي ذَٰلِكَ لَأٓيَٰتٖ لِّكُلِّ صَبَّارٖ شَكُورٖ ١٩
Asi vakati: “Tenzi vedu! Itai kuti zvidimbu zvekufamba kwedu pakati pedu zvirebe,” uye vakazvitadzira pachavo. Uye takavaita kuti vave sengano (panyika), uye tikavaparadzira vose zvachose. Zvirokwazvo, mazviri mune mucherechedzo kune wese anotsungirira, anotenda zvikuru.

Changelog