Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Saba — Ayah 33

34:33
وَقَالَ ٱلَّذِينَ ٱسۡتُضۡعِفُواْ لِلَّذِينَ ٱسۡتَكۡبَرُواْ بَلۡ مَكۡرُ ٱلَّيۡلِ وَٱلنَّهَارِ إِذۡ تَأۡمُرُونَنَآ أَن نَّكۡفُرَ بِٱللَّهِ وَنَجۡعَلَ لَهُۥٓ أَندَادٗاۚ وَأَسَرُّواْ ٱلنَّدَامَةَ لَمَّا رَأَوُاْ ٱلۡعَذَابَۚ وَجَعَلۡنَا ٱلۡأَغۡلَٰلَ فِيٓ أَعۡنَاقِ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْۖ هَلۡ يُجۡزَوۡنَ إِلَّا مَا كَانُواْ يَعۡمَلُونَ ٣٣
Avo vainzi havana masimba (vaidzvanyirirwa) vachati kune avo vaizvitutumadza: “Kwete, asi kwaiva kuronga kwenyu husiku nesikati, apo makatikomekedza kusatenda muna Allah uye kuisa vamwe kwavari!” Uye vachaviga kudemba kwavo (nekusateerera kwavo Allah panyika) apo vachaona marwadzo. Uye tichaisa ngetani dzemhangura (simbi) kupoteredza huro dzeavo vaisatenda. Vachapuwa here mubairo kunze kweizvo vaiita?

Changelog