Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Saba — Ayah 45

34:45
وَكَذَّبَ ٱلَّذِينَ مِن قَبۡلِهِمۡ وَمَا بَلَغُواْ مِعۡشَارَ مَآ ءَاتَيۡنَٰهُمۡ فَكَذَّبُواْ رُسُلِيۖ فَكَيۡفَ كَانَ نَكِيرِ ٤٥
Uye vaiva mumashure mavo vakaramba, asi ava havana kumbowana kana kagumi kubva kune izvo zvatakavapa (vekare), asi vakaramba vatumwa vangu. Saka wakanga wakaoma sei murango wangu!

Changelog