Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Saba — Ayah 54

34:54
وَحِيلَ بَيۡنَهُمۡ وَبَيۡنَ مَا يَشۡتَهُونَ كَمَا فُعِلَ بِأَشۡيَاعِهِم مِّن قَبۡلُۚ إِنَّهُمۡ كَانُواْ فِي شَكّٖ مُّرِيبِۭ ٥٤
Uye chidziviriro chichaiswa pakati pavo neizvo zvavanoshuvira (Ruregerero nekutenda) sezvakaitwa mumashure nevanhu vakafanana navo. Zvirokwazvo, vaiva nekufungidzira nekusagutsikana kukuru.

Changelog