Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 10

35:10
مَن كَانَ يُرِيدُ ٱلۡعِزَّةَ فَلِلَّهِ ٱلۡعِزَّةُ جَمِيعًاۚ إِلَيۡهِ يَصۡعَدُ ٱلۡكَلِمُ ٱلطَّيِّبُ وَٱلۡعَمَلُ ٱلصَّٰلِحُ يَرۡفَعُهُۥۚ وَٱلَّذِينَ يَمۡكُرُونَ ٱلسَّيِّـَٔاتِ لَهُمۡ عَذَابٞ شَدِيدٞۖ وَمَكۡرُ أُوْلَٰٓئِكَ هُوَ يَبُورُ ١٠
Kana mumwe munhu achida mukurumbira, ngaazive kuti mukurumbira wese ndewaAllah chete (Uye munhu anokwanisa kuwana mukurumbira chete kuburikidza nekuteerera Allah nekuvanamata). Mashoko akanaka anoenda kwavari, uye basa rakanaka zvakare anowasimudza (Mashoko akanaka haatambirwi naAllah kunze kwekuti achiteverwa nemabasa akanaka). Asi avo vanoronga kuita mabasa akaipa, vachange vaine mutongo wakaomarara. Uye urongwa wavo unopera (unoparara).

Changelog