Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 39

35:39
هُوَ ٱلَّذِي جَعَلَكُمۡ خَلَٰٓئِفَ فِي ٱلۡأَرۡضِۚ فَمَن كَفَرَ فَعَلَيۡهِ كُفۡرُهُۥۖ وَلَا يَزِيدُ ٱلۡكَٰفِرِينَ كُفۡرُهُمۡ عِندَ رَبِّهِمۡ إِلَّا مَقۡتٗاۖ وَلَا يَزِيدُ ٱلۡكَٰفِرِينَ كُفۡرُهُمۡ إِلَّا خَسَارٗا ٣٩
Ndivo vakakuitai vamiririri muri zvikwata mushure mezvikwata panyika, kuitira kuti uyo asingatendi (muIslaam) kunenge kuri kusatenda kwake. Uye kusatenda kwevasingatendi hakuna chakunowedzera kusara kweruvengo rwaTenzi vavo. Uye kusatenda kwevasingatendi hakuna kana zvakunowedzera kusara kwekurasikirwa.

Changelog