Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 45

35:45
وَلَوۡ يُؤَاخِذُ ٱللَّهُ ٱلنَّاسَ بِمَا كَسَبُواْ مَا تَرَكَ عَلَىٰ ظَهۡرِهَا مِن دَآبَّةٖ وَلَٰكِن يُؤَخِّرُهُمۡ إِلَىٰٓ أَجَلٖ مُّسَمّٗىۖ فَإِذَا جَآءَ أَجَلُهُمۡ فَإِنَّ ٱللَّهَ كَانَ بِعِبَادِهِۦ بَصِيرَۢا ٤٥
Uye ingadai Allah vakada kurwadzisa (kuranga) vanhu zvichienderana nemabasa avo, vaisambosiya kana chii zvacho chinorarama pano panyika. Asi vanovaregerera (vanovasiya) kusvikira nguva yakatarwa yasvika. Uye kana nguva yavo ichinge yasvika, zvirokwazvo Allah vanoona zvizere varanda vavo.

Changelog