Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 7

35:7
ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ لَهُمۡ عَذَابٞ شَدِيدٞۖ وَٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ لَهُم مَّغۡفِرَةٞ وَأَجۡرٞ كَبِيرٌ ٧
Avo vasingatendi, chavo uchange uri mutongo wakaomarara; uye avo vanotenda (muhumwechete hwaAllah) zvekare voita mabasa akanaka, vachawana ruregerero uye nemubairo mukuru (Paradhiso).

Changelog