Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah As-Saffat — Ayah 11

37:11
فَٱسۡتَفۡتِهِمۡ أَهُمۡ أَشَدُّ خَلۡقًا أَم مَّنۡ خَلَقۡنَآۚ إِنَّا خَلَقۡنَٰهُم مِّن طِينٖ لَّازِبِۭ ١١
Naizvozvo (Muhammad (SAW)) vabvunze (vasingatendi): “Ndivo here vakaoma kusika, kana kuti ndeizvo zvatakasika (matenga nenyika nemakomo)?” Zvirokwazvo, takavasika kubva muivhu rinonamira (matope).

Changelog