Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Sad — Ayah 24

38:24
قَالَ لَقَدۡ ظَلَمَكَ بِسُؤَالِ نَعۡجَتِكَ إِلَىٰ نِعَاجِهِۦۖ وَإِنَّ كَثِيرٗا مِّنَ ٱلۡخُلَطَآءِ لَيَبۡغِي بَعۡضُهُمۡ عَلَىٰ بَعۡضٍ إِلَّا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ وَقَلِيلٞ مَّا هُمۡۗ وَظَنَّ دَاوُۥدُ أَنَّمَا فَتَنَّٰهُ فَٱسۡتَغۡفَرَ رَبَّهُۥ وَخَرَّۤ رَاكِعٗاۤ وَأَنَابَ۩ ٢٤
Dawood (Davhidha) akati (asina kuteerera rimwe divi): “Zvirokwazvo, akakukanganisira nekuda hwai yako kuti awedzere pane hwai dzake. Uye zvirokwazvo vashandi pamwechete (vanoisa upfumi pamwechete) vakawanda vanodzvanyirira vamwe, kusara kwevanotenda uye vachiita mabasa akanaka, uye vashoma.” Uye Dawood (Dhavhidha) akazviona kuti zvirokwazvo tamuedza, uye akabva akumbira ruregerero kuna Tenzi vake, uye akabva apfugama achireurura.

Changelog