Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Sad — Ayah 26

38:26
يَٰدَاوُۥدُ إِنَّا جَعَلۡنَٰكَ خَلِيفَةٗ فِي ٱلۡأَرۡضِ فَٱحۡكُم بَيۡنَ ٱلنَّاسِ بِٱلۡحَقِّ وَلَا تَتَّبِعِ ٱلۡهَوَىٰ فَيُضِلَّكَ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِۚ إِنَّ ٱلَّذِينَ يَضِلُّونَ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِ لَهُمۡ عَذَابٞ شَدِيدُۢ بِمَا نَسُواْ يَوۡمَ ٱلۡحِسَابِ ٢٦
Iwe Dawood (Dhavhidha)! Zvirokwazvo, takakuita mumiririri panyika, naizvozvo tonga vanhu nechokwadi, uye usave unotevedzera chido chako nekuti chichakurasisa kubva munzira yaAllah. Zvirokwazvo, avo vanorasika kubva munzira yaAllah, vachave nemutongo wakaomarara nekuti vakakanganwa zuva rekutongwa.

Changelog