Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Sad — Ayah 44

38:44
وَخُذۡ بِيَدِكَ ضِغۡثٗا فَٱضۡرِب بِّهِۦ وَلَا تَحۡنَثۡۗ إِنَّا وَجَدۡنَٰهُ صَابِرٗاۚ نِّعۡمَ ٱلۡعَبۡدُ إِنَّهُۥٓ أَوَّابٞ ٤٤
“Uye tora muruoko rwako chisvumbu cheuswa worova nacho (mukadzi wako), uye usatyora chitsidzo chako.” Zvechokwadi, takamuwana aine kutsungirira. Muranda akanaka! Zvirokwazvo, aiva anokumbira ruregerero (kwatiri)!

Changelog