Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zumar — Ayah 18

39:18
ٱلَّذِينَ يَسۡتَمِعُونَ ٱلۡقَوۡلَ فَيَتَّبِعُونَ أَحۡسَنَهُۥٓۚ أُوْلَٰٓئِكَ ٱلَّذِينَ هَدَىٰهُمُ ٱللَّهُۖ وَأُوْلَٰٓئِكَ هُمۡ أُوْلُواْ ٱلۡأَلۡبَٰبِ ١٨
Avo vanoteerera shoko (rokuti hakuna mumwe mwari ane kodzero yekunamatwa kunze kwaAllah), uye votevera zvakanaka zvacho (vonamata Allah chete, vokumbira ruregerero kwavari uye wosiya vanamwari venhema), ava ndivo vakatungamirirwa naAllah uye ndivo vanhu vanonzwisisa.

Changelog