Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zumar — Ayah 21

39:21
أَلَمۡ تَرَ أَنَّ ٱللَّهَ أَنزَلَ مِنَ ٱلسَّمَآءِ مَآءٗ فَسَلَكَهُۥ يَنَٰبِيعَ فِي ٱلۡأَرۡضِ ثُمَّ يُخۡرِجُ بِهِۦ زَرۡعٗا مُّخۡتَلِفًا أَلۡوَٰنُهُۥ ثُمَّ يَهِيجُ فَتَرَىٰهُ مُصۡفَرّٗا ثُمَّ يَجۡعَلُهُۥ حُطَٰمًاۚ إِنَّ فِي ذَٰلِكَ لَذِكۡرَىٰ لِأُوْلِي ٱلۡأَلۡبَٰبِ ٢١
Hauoni here kuti zvirokwazvo Allah vanodzikisa mvura kubva kudenga, uye vokonzera kuti mvura ipinde pasi, (uye voita kuti ibude kubva pasi) sezvitubu zvemvura, pedzezvo vokudza nayo zvirimwa zvine mavara akasiyana-siyana, pedzezvo zvoibva uye ozviona zvichiita ruvara rwezerere, uye vozviita zviome zvova zvidimbu zvidimbu. Zvirokwazvo, mazviri mune ndangariro kuvanhu vanonzwisisa.

Changelog