Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zumar — Ayah 23

39:23
ٱللَّهُ نَزَّلَ أَحۡسَنَ ٱلۡحَدِيثِ كِتَٰبٗا مُّتَشَٰبِهٗا مَّثَانِيَ تَقۡشَعِرُّ مِنۡهُ جُلُودُ ٱلَّذِينَ يَخۡشَوۡنَ رَبَّهُمۡ ثُمَّ تَلِينُ جُلُودُهُمۡ وَقُلُوبُهُمۡ إِلَىٰ ذِكۡرِ ٱللَّهِۚ ذَٰلِكَ هُدَى ٱللَّهِ يَهۡدِي بِهِۦ مَن يَشَآءُۚ وَمَن يُضۡلِلِ ٱللَّهُ فَمَا لَهُۥ مِنۡ هَادٍ ٢٣
Allah vakadzikisa shoko rakanakisisa, Gwaro (Qur’aan), zvidimbu zvaro zvakafanana nezvimwe (mune zvakanaka uye muhuchokwadi) uye zvichidzokorodzwa-dzokorodzwa. Makanda eavo vanotya Tenzi vavo anobvunda kubva mariri (pavanoriverenga kana pavanorinzwa). Pedzezvo ganda ravo nemoyo yavo yozvininipisa mukurangarira Allah. Iri ndiro gwara raAllah. Vanotungamirira wavanoda naro. Uye uyo munhu Allah wavanoita kuti arasike, kwaari haana mutungamiri.

Changelog