Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zumar — Ayah 38

39:38
وَلَئِن سَأَلۡتَهُم مَّنۡ خَلَقَ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضَ لَيَقُولُنَّ ٱللَّهُۚ قُلۡ أَفَرَءَيۡتُم مَّا تَدۡعُونَ مِن دُونِ ٱللَّهِ إِنۡ أَرَادَنِيَ ٱللَّهُ بِضُرٍّ هَلۡ هُنَّ كَٰشِفَٰتُ ضُرِّهِۦٓ أَوۡ أَرَادَنِي بِرَحۡمَةٍ هَلۡ هُنَّ مُمۡسِكَٰتُ رَحۡمَتِهِۦۚ قُلۡ حَسۡبِيَ ٱللَّهُۖ عَلَيۡهِ يَتَوَكَّلُ ٱلۡمُتَوَكِّلُونَ ٣٨
Uye kana ukavabvunza: “Ndiani akasika matenga nenyika?” Zvirokwazvo vanoti: “Allah.” Iti: “Saka ndiudzei izvo zvamunonamata kusara kwaAllah, kana Allah vachinge vandishuvira chakaipa, vanokwanisa kuchibvisa here? Kana kuti (Allah) vakandishuvira tsitsi (nyasha), vanokwanisa kudzibvisa (kudzora) tsitsi dzavo here?” Iti: “Allah vanondikwanira; mavari (vanotenda) vanovimba (ndiko kwavanoisa kuvimba kwavo.”

Changelog