Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zumar — Ayah 42

39:42
ٱللَّهُ يَتَوَفَّى ٱلۡأَنفُسَ حِينَ مَوۡتِهَا وَٱلَّتِي لَمۡ تَمُتۡ فِي مَنَامِهَاۖ فَيُمۡسِكُ ٱلَّتِي قَضَىٰ عَلَيۡهَا ٱلۡمَوۡتَ وَيُرۡسِلُ ٱلۡأُخۡرَىٰٓ إِلَىٰٓ أَجَلٖ مُّسَمًّىۚ إِنَّ فِي ذَٰلِكَ لَأٓيَٰتٖ لِّقَوۡمٖ يَتَفَكَّرُونَ ٤٢
NdiAllah vanotora mweya yevanhu panguva dzerufu rwavo, uye avo vasingafi panguva dzekurara (vakarara) kwavo. (Allah) vanochengeta avo vavakarongera (vavakatarira) rufu, uye vosiya vamwe vose kusvikira nguva yakatarwa. Zvirokwazvo, mune izvi mune zviratidzo kuvanhu vanofunga zvakanyanya.

Changelog