Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zumar — Ayah 51

39:51
فَأَصَابَهُمۡ سَيِّـَٔاتُ مَا كَسَبُواْۚ وَٱلَّذِينَ ظَلَمُواْ مِنۡ هَٰٓؤُلَآءِ سَيُصِيبُهُمۡ سَيِّـَٔاتُ مَا كَسَبُواْ وَمَا هُم بِمُعۡجِزِينَ ٥١
Naizvozvo, huipi hweizvo zvavakawana hwakavakurira. Uye avo vanokanganisa pakati peava (vanhu wakatumirwa kwavari Muhammad (SAW)), vachava vanokurirwa nehuipi hweizvo zvavanowana, uye havasi kuzokwanisa kutiza.

Changelog