Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zumar — Ayah 7

39:7
إِن تَكۡفُرُواْ فَإِنَّ ٱللَّهَ غَنِيٌّ عَنكُمۡۖ وَلَا يَرۡضَىٰ لِعِبَادِهِ ٱلۡكُفۡرَۖ وَإِن تَشۡكُرُواْ يَرۡضَهُ لَكُمۡۗ وَلَا تَزِرُ وَازِرَةٞ وِزۡرَ أُخۡرَىٰۚ ثُمَّ إِلَىٰ رَبِّكُم مَّرۡجِعُكُمۡ فَيُنَبِّئُكُم بِمَا كُنتُمۡ تَعۡمَلُونَۚ إِنَّهُۥ عَلِيمُۢ بِذَاتِ ٱلصُّدُورِ ٧
Mukasatenda, zvirokwazvo, Allah ndivo mupfumi pamusoro penyu. Havafadzwi nekusatenda kwevaranda vavo. Uye mukatenda, vanofadzwa nemi. Hakuna munhu achatakura mutoro wemumwe. Uye kuna Tenzi venyu ndiko kwamuchadzokera, uye vachava vanokuudzai zvamaiita. Zvirokwazvo, vanoziva zvikuru zviri mumoyo.

Changelog