Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 15

40:15
رَفِيعُ ٱلدَّرَجَٰتِ ذُو ٱلۡعَرۡشِ يُلۡقِي ٱلرُّوحَ مِنۡ أَمۡرِهِۦ عَلَىٰ مَن يَشَآءُ مِنۡ عِبَادِهِۦ لِيُنذِرَ يَوۡمَ ٱلتَّلَاقِ ١٥
(Ndivo Allah) Muridzi wezvinzvimbo zvepamusoro-soro, Muridzi weChigaro (chehumambo). Vanotumira mashoko nekuda kwavo kune uyo wavanoda kubva kuvaranda vavo, kuti ave anoyambira (vanhu) maererano nezvezuva rekusangana (Zuva rekutongwa).

Changelog