Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 18

40:18
وَأَنذِرۡهُمۡ يَوۡمَ ٱلۡأٓزِفَةِ إِذِ ٱلۡقُلُوبُ لَدَى ٱلۡحَنَاجِرِ كَٰظِمِينَۚ مَا لِلظَّٰلِمِينَ مِنۡ حَمِيمٖ وَلَا شَفِيعٖ يُطَاعُ ١٨
Uye vayeuchidze (Muhammad (SAW)) nezve zuva iri riri kuswedera pedyo, apo moyo ichange iri pahuro, uye havasi kuzokwanisa kuidzosera (moyo) muzvipfuva kana kuibuditsa panze. Vaiita mabasa akaipa havasi kuzova neshamwari, kana vamiririri, vari kuzoteererwa.

Changelog