Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 22

40:22
ذَٰلِكَ بِأَنَّهُمۡ كَانَت تَّأۡتِيهِمۡ رُسُلُهُم بِٱلۡبَيِّنَٰتِ فَكَفَرُواْ فَأَخَذَهُمُ ٱللَّهُۚ إِنَّهُۥ قَوِيّٞ شَدِيدُ ٱلۡعِقَابِ ٢٢
Izvi zvaiva, nokuti kwakauya kwavari vatumwa vavo nezviratidzo zviri pachena asi havana kutenda. Naizvozvo Allah vakavaparadza (nemutongo). Zvirokwazvo, ndivo vane simba rose, vane mutongo wakaomarara.

Changelog