Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 28

40:28
وَقَالَ رَجُلٞ مُّؤۡمِنٞ مِّنۡ ءَالِ فِرۡعَوۡنَ يَكۡتُمُ إِيمَٰنَهُۥٓ أَتَقۡتُلُونَ رَجُلًا أَن يَقُولَ رَبِّيَ ٱللَّهُ وَقَدۡ جَآءَكُم بِٱلۡبَيِّنَٰتِ مِن رَّبِّكُمۡۖ وَإِن يَكُ كَٰذِبٗا فَعَلَيۡهِ كَذِبُهُۥۖ وَإِن يَكُ صَادِقٗا يُصِبۡكُم بَعۡضُ ٱلَّذِي يَعِدُكُمۡۖ إِنَّ ٱللَّهَ لَا يَهۡدِي مَنۡ هُوَ مُسۡرِفٞ كَذَّابٞ ٢٨
Uye murume aitenda kubva mumhuri yaFarawo akaviga kutenda kwake akati: “Munouraya murume here nekuti ati: Tenzi vangu ndi Allah, uye zvirokwazvo auya kwamuri nezviratidzo zviri pachena kubva kuna Tenzi venyu? Uye kana ari munyepi, kwaari anenge aine chitadzo chekunyepa kwake; asi kana achitaura chokwadi mamwe matambudziko ari kukuvimbisai achava anokuwirai.” Zvirokwazvo, Allah havatungamiriri muMusrif (mudzvinyiriri, mhondi, mutadzi), munyepi!

Changelog