Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 37

40:37
أَسۡبَٰبَ ٱلسَّمَٰوَٰتِ فَأَطَّلِعَ إِلَىٰٓ إِلَٰهِ مُوسَىٰ وَإِنِّي لَأَظُنُّهُۥ كَٰذِبٗاۚ وَكَذَٰلِكَ زُيِّنَ لِفِرۡعَوۡنَ سُوٓءُ عَمَلِهِۦ وَصُدَّ عَنِ ٱلسَّبِيلِۚ وَمَا كَيۡدُ فِرۡعَوۡنَ إِلَّا فِي تَبَابٖ ٣٧
“Nzira dzematenga, uye kuti ndive ndinoona Mwari waMusa. Asi zvirokwazvo, ndinofunga kuti munyepi.” Naizvozvo, zvakaitwa kuti zvive zvinooneka sezvakanaka mumaziso aFarawo, huipi hwemabasa ake, uye akadziviswa kubva panzira yakatwasuka; uye kuronga kwaFarawo hakuna zvakwakamutungamira kusara kwekurasikirwa nekuparadzwa (kwake).

Changelog