Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 5

40:5
كَذَّبَتۡ قَبۡلَهُمۡ قَوۡمُ نُوحٖ وَٱلۡأَحۡزَابُ مِنۢ بَعۡدِهِمۡۖ وَهَمَّتۡ كُلُّ أُمَّةِۭ بِرَسُولِهِمۡ لِيَأۡخُذُوهُۖ وَجَٰدَلُواْ بِٱلۡبَٰطِلِ لِيُدۡحِضُواْ بِهِ ٱلۡحَقَّ فَأَخَذۡتُهُمۡۖ فَكَيۡفَ كَانَ عِقَابِ ٥
Vanhu vaNowa vakaramba (vatumwa vavo) mushure mavo uye nezvikwata mushure mavo; uye marudzi ose (aisatenda) akarongera mutumwa wavo kuti vamuparadze, uye vaipikisa vachishandisa manyepo kuti vavhiringidze (vakanganise) chokwadi nawo. Naizvozvo ndakavaparadza (nemutongo). Uye wakaoma sei mutongo wangu!

Changelog