Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 55

40:55
فَٱصۡبِرۡ إِنَّ وَعۡدَ ٱللَّهِ حَقّٞ وَٱسۡتَغۡفِرۡ لِذَنۢبِكَ وَسَبِّحۡ بِحَمۡدِ رَبِّكَ بِٱلۡعَشِيِّ وَٱلۡإِبۡكَٰرِ ٥٥
Naizvozvo iva unotsungirira (Muhammad (SAW)). Zvirokwazvo, vimbiso yaAllah ndeye chokwadi, uye kumbira ruregerero kubva kuzvitadzo zvako, wova unorumbidza rukudzo rwaTenzi vako munguva dzemasikati (kusvikira zuva radoka) uye munguva dzemangwanani (Hanzi zvichireva minamato mishanu pazuva kana kuti Asr neFajr).

Changelog