Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 62

40:62
ذَٰلِكُمُ ٱللَّهُ رَبُّكُمۡ خَٰلِقُ كُلِّ شَيۡءٖ لَّآ إِلَٰهَ إِلَّا هُوَۖ فَأَنَّىٰ تُؤۡفَكُونَ ٦٢
NdiAllah, Tenzi venyu, Musiki wezvose, hakuna mumwe ane mvumo yekunamatwa kunze kwavo (Laa ilaaha illaa Huwa). Naizvozvo sei muchifuratira (kubva kuna Allah nokunamata zvimwe zvisikwa kunze kwavo)?

Changelog