Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 80

40:80
وَلَكُمۡ فِيهَا مَنَٰفِعُ وَلِتَبۡلُغُواْ عَلَيۡهَا حَاجَةٗ فِي صُدُورِكُمۡ وَعَلَيۡهَا وَعَلَى ٱلۡفُلۡكِ تُحۡمَلُونَ ٨٠
Uye mune (zvakawanda) zvekubatsirikana nazvo kubva mazviri (zvipfuwo). Uye kuti muve munowana nazvo zvido zvenyu zviri mumoyo yenyu, uye pazviri uye nengarava munotakurwa.

Changelog