Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fussilat — Ayah 12

41:12
فَقَضَىٰهُنَّ سَبۡعَ سَمَٰوَاتٖ فِي يَوۡمَيۡنِ وَأَوۡحَىٰ فِي كُلِّ سَمَآءٍ أَمۡرَهَاۚ وَزَيَّنَّا ٱلسَّمَآءَ ٱلدُّنۡيَا بِمَصَٰبِيحَ وَحِفۡظٗاۚ ذَٰلِكَ تَقۡدِيرُ ٱلۡعَزِيزِ ٱلۡعَلِيمِ ١٢
Naizvozvo vakapedzisa kuzvisika (se) matenga nanomwe mumazuva maviri vakava vanoudza denga roga roga mabasa aro (nyaya dzaro). Uye takashongedza denga repedyo (nepasi) nemarambi (nyeredzi) kuti dzive shongezo pamwechete nechengetedzo (kubva kuna vana satani). Uku ndiko kutara kwaSamasimba, Muzivi hwezvose.

Changelog